Zibundu Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Zibundu - Jah Prayzah
...
yere ndeha hoha ah iyerende!
amaiwe iyerendeha hoha ah iyerende.
yere ndeha hoha ah iyerende!
amaiwe iyerendeha hoha ah iyerende.
mutikumbirire kuvakuru,
vatisunungure zibundu,
chifuva kuzara ne hasha,
ibundu re huturu.
mutikumbirire kuvakuru,
vatisunungure zibundu,
chipfuva kuzara ne hasha,
ibundu re huturu.
dzorerai kwamakatora mega,
dzorerai.
dzokerai kwamakatemwa nyora,
dzokerai.
kashamhu kamunorova nako kumakuva ozaruka,
dzorerai kwamakatora mega,
dzokerai.
iro gona ramakaromba mega rikapedza vana muchimana,
dzorerai kwamakatora mega,
dzorerai.
kana zvasvika pakadai,
tichatumira mhere kumatenga,
kana izwi raramba kusvikaa varume moridza whamanda.
kana zvasvika pakadai,
tumirai mhere kumatenga,
kana izwi raramba kusvika varume moridza whamanda.
mutikumbirire kuvakuru,
(hmm iyaa ihoo)
vatisunungure zibundu,
(hmm hmm)
chipfuwa kuzara ne hasha,
(ah heya)
ibundu,
(ah heya)
re huturu.
(aiwa mutisunungurewo)
mutikumbirire kuvakuru,
(aiwa mutisunungure)
vatisunungure zibundu,
(heyaa heyaa)
chipfuwa kuzara ne hasha,
(ah heya)
ibundu,
(ah heya)
re huturu.
mhanya ne mvura tibate icho,
chakaipa se mwene wacho.
haa!
tikande munasave,
zviende nasaave iyaa hohaaaa
amaiwe iyerendeha hoha ah iyerende.
kana zvasvika pakadai,
tichatumira mhere kumatenga,
kana izwi raramba kusvikaa varume moridza whamanda.
kana zvasvika pakadai,
tumirai mhere kumatenga,
kana izwi raramba kusvika varume moridza whamanda.
mutikumbirire kuvakuru,
vatisunungure zibundu,
chipfuva kuzara ne hasha,
ibundu re huturu.
mutikumbirire kuvakuru,
vatisunungure zibundu,
chipfuva kuzara ne hasha,
ibundu re huturu.
hoyi hoyi hoo iyowerewe,
hoo iyee hoo iyerewe,
hoo iyee hoo iyerewe,
hiyah hiyah hiyah iyah
hiyah hiyah hiyah iyah,
hoo iyee hoo iyerewe,
hoo iyee.... amaiwe iyerendeha hoha haa iyerende.
vanotuma karemwa - remwa
(kumbira matenga)
aiwa mukoma handiyambuke
(kumbira matenga)
makanganwa chazuro nei
(kumbira matenga)
aiwa ndopika namakei
(kumbira matenga)
panekachikumbiro, panoda rudaviro
(kumbira matenga)
zviri pa musha uno zvine kamusiyani
(kumbira matenga)
paita marara panoda mutsvairo
(kumbira matenga)
kurwara musi uno, nekufa musi uno
(kumbira matenga)
...