DREAMS ft. SAINT FLOEW Lyrics
- Genre:Reggae
- Year of Release:2023
Lyrics
DREAMS ft. SAINT FLOEW - Winky D
...
look again ndabaya kunge knive saZucker Berg ndipei zvimalikes. Jano yoOskid ndongoita win win win gaffa things yoSaintfloew let's go. Ndine madreams nemadreams in my life handimbokwate ndichangozviita fanika Nike look again ndabaya kunge knive saZucker Berg ndipei zvimalikes. Ndongoita win win win zvimalikes, ndongoita win win ndipei zvimalikes, ndongoita win win win zvimalikes. Ndongoita win Wintso ndipei zvimalikes. Ndine kadream karikuda kusimbiswa pakuda gym. Ndakuita ndega handichada kuitiswa kunaka gym, corruption tichaichipisanichanaka Zim